Sekuru Mukotsanjera Vobata Baba Vekuitira Dhodho mumaPipe eMvura Kuti Vakauraya Munhu kuMozambique.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 мар 2025
  • Nyaya yababa varikunzi Vakauraya Munhu yoenderera mbiri. Mhuri yovhenekwa naSekuru Mukotsanjera paDare.

Комментарии • 129

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 19 дней назад +6

    Vanhu vanoti mkotsanjera vanonyepa hamusati mambosvikapo uye hamusati manedambudziko tsoka is the best in world ❤❤❤love u tsoka I support you always

    • @RumbidzaiMazengero
      @RumbidzaiMazengero 19 дней назад

      Wanhu wanozoti kunyepa nokuti dzimwe n'anga dzinombouya APA dzinonyepa .
      Uye Mari dzacho dzawano charger it's too much

  • @TapiwaDhliwayo-b1f
    @TapiwaDhliwayo-b1f 19 дней назад +12

    Mafans amukotsanjera lets gather here

  • @getrudebwerinofa8717
    @getrudebwerinofa8717 19 дней назад +5

    🤣🤣🤣🤣 big bro soft n straight forward bamnn nharo.

  • @TapiwaDhliwayo-b1f
    @TapiwaDhliwayo-b1f 19 дней назад +12

    NHIMBE tirikuda kut mutewere part 3 yacho tsoka vachienda pamusha pawo................varikuwirirana neni isa like

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  19 дней назад +1

      @@TapiwaDhliwayo-b1f Tinotenda regai tibatane navo Sekuru pavanenge vakuenda tibatane navo.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  19 дней назад

      @@TapiwaDhliwayo-b1f Tinotenda regai tigoitaura naSekuru kana vave kuenda tigonobatana navo.

  • @SesiMelody
    @SesiMelody 18 дней назад +1

    Ndokupai Sando dzenyu chabvondoka bvondoooo shumba yengozi ❤❤

  • @Trust-u6x
    @Trust-u6x 17 дней назад +2

    Munozorova sekuru mukotsa❤🎉

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 19 дней назад +2

    Sekuru MK ma bhegi atura kutaura zve😂😂.❤❤ Sekuru MK magonesa! Chipo ndechenyu😊. Anoita *odi mumvura ngavaripiswe naMambo. He deleted a 12yr old civilian and hid his body? Rasta manyanya kupedza vanhu.Same happened in gukurahundi but most of those who did the same never lasted long.

  • @ColleenChikanya-h5c
    @ColleenChikanya-h5c 18 дней назад +3

    Dr Tsoka kana achiramba ngatingoitai yekwaB naMandi tatopedza zvinombonetsa here izvozvo

  • @ForgiveChimwaza-l2z
    @ForgiveChimwaza-l2z 19 дней назад +5

    Uyo mudhara wemhanza Uyo anonzwisisa chaizvo

  • @TatendaFeremba
    @TatendaFeremba 18 дней назад +4

    Kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂 mwatse ndomuziva zvekuti. Ndewekumusha kwangu uyo kkkkkkkkk dread anodya sadza akarara haadye akagara

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  18 дней назад

      Ahhhh kudya akarara nekuda kwei futi

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 18 дней назад

      @nhimbetv hanzi ndozvandoda kkkkkkkkkkkk haadye akagara uyo. Nhimbe ndomuziva zvekuti. Munhu uyo ndakatokura ndichitamba nevana wake kkkkkkkk wese ndovaziva ndatya na dread

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 18 дней назад

      Aaaa😂

  • @CarolinaMachipanda-f9p
    @CarolinaMachipanda-f9p 19 дней назад +3

    Ndinofara kuona mavideos a Tsoka nguva dzose❤

  • @WellingtonTendayiWaretsa-d9t
    @WellingtonTendayiWaretsa-d9t 19 дней назад +1

    Dr Mk 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤the best of all

  • @SolomonSimbini-my7sl
    @SolomonSimbini-my7sl 18 дней назад +1

    🎉🎉🎉 shumba yengozi rova madhara Aya haana kumira mushe

  • @SarahN-q1f
    @SarahN-q1f 14 дней назад

    Sek Mukotsa handsome my crush plus uya qnogara next to chief mutasamy crush

  • @briangarikai719
    @briangarikai719 15 дней назад +1

    MHONDORO CHAIYO
    MAMBO NGEZI HOYEEEEEE HAAAA MATAURA MADZIDZISA CHIVANHU CHAICHO MUZUKURU NGAASA TERERA VAMAI VAKE ANOPIWA NGOZI PACHENA

  • @SandraJinya-d7c
    @SandraJinya-d7c 19 дней назад +2

    Mukotsanjera, he's the best

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 19 дней назад +1

    Nharo dzina komuredhi verasta 🤣🤣🙌🙌

  • @PrimroseMakusha-e9u
    @PrimroseMakusha-e9u 19 дней назад

    Panongonzi shumba musajairire kungoti shumba muchiyera soko kna mumwe mutupo haa shumba chibaba icho pamberi nekuripa ngozi 🎉🎉🎉❤❤

  • @AngelCreations-h3h
    @AngelCreations-h3h 19 дней назад +2

    Ana Mnangagwa busy personalising hondo yet madhara edu achirikushupika nenhau idzi ,

  • @GedionMunyuki
    @GedionMunyuki 19 дней назад

    Kkkkk rasta kumamira dhodhi kupepa 😂😂😂😂😂 kkkkkkk.havakuri baba ava

  • @RebeccaWashaya
    @RebeccaWashaya 19 дней назад

    Imbwa yeGorongoza tinokutembai...❤❤❤❤

  • @MelodySithole-o4s
    @MelodySithole-o4s 17 дней назад

    Bvondorai Bvondorai sekuru Mukotsanjera 😢😢😢😢 kudai zvaibvirawo kudzinza kwedu akunawo kumira zvakanaka 😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @PreciousMubaiwa-p3b
    @PreciousMubaiwa-p3b 19 дней назад +1

    Kkkkkkkk dhoti chairo chairo kwete ndove yemombe kwaaaaaaaaaaaa ndazonakirwa nhas .....sekuru Tsoka pamberi nebasa

  • @SarudzaiNdhleve
    @SarudzaiNdhleve 17 дней назад

    Kkkkkkkk zvidhara izvi 🙌🙌🙌sarend dzouya

  • @MunyaradziDzingai-e9p
    @MunyaradziDzingai-e9p 19 дней назад +1

    Sekuru Mukotsanjera nachief Mutasa munebasa.. Makatumwa kubasara nyika

  • @TatendaFeremba
    @TatendaFeremba 18 дней назад +3

    Kkkkkkkkkkkk rasta akauuraya shuwa ane vakadzi 2 kkkkk umwe mwana vake akada kufa ne netsaoona arikusouth wacho vaarikuti akapa umwe mbanje kkkkkk mwana iyeye akabva kuiita tsaona akazoona chimhuka chakamubhagura makumbo husiku kkkk akaridza mhere kumubvunza vaonei aiiiti ndezveusiku. Mmmmmmmm

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  18 дней назад

      Haaaa muri kuvaziva

  • @MunesuMuvhavhika
    @MunesuMuvhavhika 18 дней назад +1

    Nyaya payatanga yati fanike rasta handiti mapanzwawo hre ikozvino yayadzoka kunarasta ikoko ngozi pfeeee

  • @MelodySithole-o4s
    @MelodySithole-o4s 17 дней назад

    Doctor doctor imbwa yegorongoza❤❤❤❤😢😢😢😢

  • @PeterMutanga-og6wn
    @PeterMutanga-og6wn 19 дней назад

    Haaaa maface aya andinakidza rasta rasta rasta haaa yaaah ,dhodhi ere haa 🙌🙌rasta

  • @watsonchokufa9198
    @watsonchokufa9198 19 дней назад +2

    Mukotsa pliz kwaBee kobaka Moto masikati nousiku uko .ndapedza ndini Parafini.

  • @Tarirokufahakurambwi
    @Tarirokufahakurambwi 10 дней назад

    Kkkkkkk sekuru yedhodhi yanetsa iyi comrade dhodhi

  • @WellingtonTendayiWaretsa-d9t
    @WellingtonTendayiWaretsa-d9t 19 дней назад

    Hanzi baba ,ndikati hee ,akati parikunhuwa ,ndikati kunhuwa dhodhi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @TATENDAMutondoro
    @TATENDAMutondoro 9 дней назад

    Kkkkk kwazi narasta tuuvakoomana tudoko,, twekuitei natwo

  • @LizzibertMuyambo
    @LizzibertMuyambo 19 дней назад +1

    Basa 🎉

  • @MunyaradziDzingai-e9p
    @MunyaradziDzingai-e9p 19 дней назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂 Nyaya iyi ma1

  • @NormanMaruwu-z4x
    @NormanMaruwu-z4x 19 дней назад +2

    Nyaya iyi ndoda kuona painoperera

  • @witnesstoringepi8387
    @witnesstoringepi8387 19 дней назад +3

    Anechitsuku achaitawo muroyi kana akura

  • @CarolinaMachipanda-f9p
    @CarolinaMachipanda-f9p 19 дней назад

    Jah haana kumira mushe. Anoti aiva paChimoio, Gondola haakuzivi, chimoio neGondola padhuze zvekuti. Kuma 25 to 30 km. Rasta ane yese

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 19 дней назад

    🤣🤣Haa ndasarenda zvangu ini, kune mamwe madhara asingade kukura namwari, kuisa dhodhi mumapaipi emvura here nhayi vanhu weeee

  • @VaGoromondo
    @VaGoromondo 19 дней назад

    Moyo wangu warwadziwa namukoma warasta 😭😭😭😭😭😭

  • @ShatoMheta
    @ShatoMheta 15 дней назад +1

    Pamberi nebasa .tisunungurwe

  • @ChiedzaNgundu
    @ChiedzaNgundu 8 дней назад

    Ratsa havarohwi avo vanoda bvuu chaiyo

  • @WellingtonTendayiWaretsa-d9t
    @WellingtonTendayiWaretsa-d9t 19 дней назад

    Ichiii chanhasi chakanyanya 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Rasta wane ma drama

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 19 дней назад

    Bae mukotsa❤❤❤

  • @PatriciaSikonga-zv3gv
    @PatriciaSikonga-zv3gv 19 дней назад +1

    Tsoka shumba yengozi basa mukubata rambai makadaro pasi richene

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 17 дней назад

    Mumusha makarema hama huyai kwedu kule madhara varikuramba kuti havana zvawanazvo

  • @MuparendiWigo
    @MuparendiWigo 18 дней назад

    Haaa nhasi ndaseka nyaya yadhodhi yanetsa 😂😂😂😂😂😂

  • @MaideiMagaya-x2x
    @MaideiMagaya-x2x 19 дней назад

    Handei ku NHIMBE,,,Nhimbe wooyeeee

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  19 дней назад

      @@MaideiMagaya-x2x Thank you sooo much for the support

  • @PrimroseMakusha-e9u
    @PrimroseMakusha-e9u 19 дней назад +1

    Kkkkkk komukotsa murikutozviziva henyu kuti mabag arikutaura

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 17 дней назад +1

    marasta muriko here uko ndomabasa nenyu here

  • @PamelaMbonani
    @PamelaMbonani 14 дней назад

    Huye bodo dhodhi chairo😂😂😂😂

  • @brendaneshiri1590
    @brendaneshiri1590 12 дней назад

    Hahaha zvetsvina 😂

  • @SabinaMacheka
    @SabinaMacheka 19 дней назад

    Nharo kunge muswe wembudzi madhara aya😅😅😅

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 19 дней назад +1

    Iri zirume remandebvu harisikunzwira vana tsitsi

  • @IdahRugara
    @IdahRugara 19 дней назад

    😂😂😂😂😂😂 kwai dhodhi chairo

  • @TapiwaDhliwayo-b1f
    @TapiwaDhliwayo-b1f 19 дней назад +1

    Batai basa tsoka ndotemba nemi shumba yegorangozi

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 19 дней назад

    Hasha dzava rasta ava on this young man akakuvadzwa pahuro is the reason why some elders vachitemwa nevana. Surely you can disbelieve something that’s so apparent like that. Instead ungatofanira kutsvagisisa kuti sei a dream has physical effect of people like that. It’s not a normal thing to happen.

  • @gloriamubaira4802
    @gloriamubaira4802 19 дней назад +2

    Nhimbe tokumbira ufambr nenyaya iyi utiiigire

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  19 дней назад

      @@gloriamubaira4802 Zvakanaka regai totaure naSekuru Mukotsanjera tokuvigirai

  • @faithmangena278
    @faithmangena278 15 дней назад

    Tokudai Mberengwa chaiko nhubu dzawanda

  • @MaslineNyakujara-l9b
    @MaslineNyakujara-l9b 18 дней назад

    Ukagoita raster seya Samson wemubhaibheri hindava urimhondi Rasta

  • @Faith-y5v4p
    @Faith-y5v4p 19 дней назад

  • @collinsgivens293
    @collinsgivens293 19 дней назад

    Dhodhi ranetsa 😂😂😂

  • @AliceMaposa-v8y
    @AliceMaposa-v8y 18 дней назад

    Kkkkk kkkkkkkkkkkk madhara Aya ummm bsa tsoka tsoka ummm munemoyo murefu rambai makadaro tsoka

  • @ConieMumbure
    @ConieMumbure 19 дней назад

    😂😂😂😂😂😂😂,😂😂😂vakuru ava vandinakidza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @JoyceMuderede
    @JoyceMuderede 17 дней назад

    Ngachiende Ku jere

  • @TafaraGudo-r8e
    @TafaraGudo-r8e 19 дней назад

    haa iyi nyaya iyi ma 1 chaiwo ndoda kuziva kwainoperera eeeeey

  • @PeterMutanga-og6wn
    @PeterMutanga-og6wn 19 дней назад

    Madhara aya ndevemadrama diko aaah nhasi ndanakidzwa hangu zera racho

  • @gloriamubaira4802
    @gloriamubaira4802 19 дней назад

    😅😅😅😅 haa Rasta munehutsinye

  • @ProudDzose
    @ProudDzose 17 дней назад

    Mukotsa haaa anobata basa

  • @RebeccaWashaya
    @RebeccaWashaya 19 дней назад +1

    Dai Rasta vamborohwa nxaaa

  • @VisterEnia
    @VisterEnia 19 дней назад

    Raster dhodhi 😂😂😂 watora mukombe

  • @Tarirokufahakurambwi
    @Tarirokufahakurambwi 10 дней назад

    Kkkkkkkkk rastar maone

  • @KINGMulambo
    @KINGMulambo 19 дней назад

    Bhora mberi

  • @delaidemlambo
    @delaidemlambo 19 дней назад

    Pau pau pau. Dau dau dau 😅😅😅😅

  • @GedionMunyuki
    @GedionMunyuki 19 дней назад

    Rasta kurayi kunyira mu mvura 😢 muurayi we hutano.

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 19 дней назад

    Batai basa Sekuru Mukotsanjera

  • @WelcomeMachaya-l8q
    @WelcomeMachaya-l8q 19 дней назад

    Kkkkk ichi chedhodhi chakaipa

  • @ColleenChikanya-h5c
    @ColleenChikanya-h5c 18 дней назад

    Ndinonzwa kufara kana Dr vatanga kuimba kudai

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 19 дней назад

    Cde sungurai mhuri

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 17 дней назад

    Saka unhubu hwakabvira kare nhai zvakaoma

  • @EddyKadira
    @EddyKadira 19 дней назад

    Raster wakauraya munhu Ngozi yataura

  • @MosesChipendura
    @MosesChipendura 19 дней назад

    😂😂😂😂bhobo here

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm 18 дней назад

    Comic awards competitors (tudhara tuviri utwu)

  • @SpartyKalowa
    @SpartyKalowa 19 дней назад

    Musapedzerwe nguva imi mudara uyu ane rast anoziva zvakaitika

  • @brightonmoyo6766
    @brightonmoyo6766 19 дней назад

    Apa madara ezanu arikupersonaliser hondo vabereki vachishupika nengozi zrkuhondo

  • @VioletMasanzu
    @VioletMasanzu 18 дней назад

    Takawira base 2

  • @LeeKanyemba-p4q
    @LeeKanyemba-p4q 19 дней назад

    Rasta mishonga yega

  • @PeterMutanga-og6wn
    @PeterMutanga-og6wn 19 дней назад

    Party 2 toida pliz pliz

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  19 дней назад

      @@PeterMutanga-og6wn Regai titaure naSekuru tinokuigirai

  • @TrevorNyagomo
    @TrevorNyagomo 19 дней назад

    Bhora mberi tsoka

  • @lukemunhumumwe7719
    @lukemunhumumwe7719 19 дней назад +2

    Tsoka ndovadira pakubatanidza mhuri

  • @musavenganamadzikova4675
    @musavenganamadzikova4675 19 дней назад

    kikikikikikikiki Rasta indururani chaiyo. hanzi ndakaisa yemombe

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 19 дней назад

    Chakanyanya ichi Misha yakatakura chokwadi

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 17 дней назад

    Dzima chifoni chako iwe dread mudare mhani

  • @RutendoMuusha-r6l
    @RutendoMuusha-r6l 19 дней назад

    Uuumm Rasta avo vanenyaya muroyi mukuru Satan wemunhu

  • @Portia-h2r
    @Portia-h2r 18 дней назад

    Nhasi ndaseka madhara ayaka

  • @PamelaMbonani
    @PamelaMbonani 14 дней назад

    Kkkkk

  • @witnesstoringepi8387
    @witnesstoringepi8387 19 дней назад

    Apo

  • @EddyKadira
    @EddyKadira 19 дней назад

    Mkotsanjere

  • @KINGMulambo
    @KINGMulambo 19 дней назад

    Tsoka

  • @obeymunhazu4613
    @obeymunhazu4613 19 дней назад

    😂